Ezekieri 34:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndichadziisira mufudzi mumwechete. Achadzifudza, iye muranda wangu Dhavhidhi. Iyeyo ndiye achava mufudzi wadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ndicaamutsira mufudzi mumŋe woga, iye ucaafudza, iye muranda waŋgu Davidi; iye ucaafudza, iye ucaʋa mufudzi wawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Ndichaamutsira mufudzi mumwe woga, iye achaafudza, iye muranda wangu Dhavhidhi; iye uchaafudza, iye achava mufudzi wawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndichadziisira mufudzi mumwechete. Achadzifudza, iye muranda wangu Dhavhidhi. Iyeyo ndiye achava mufudzi wadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ndichaisa pamusoro pawo mufudzi mumwe chete, muranda wangu Dhavhidhi uye achaafudza; iye achaafudza agova mufudzi wawo. Viz kapitola |