Ezekieri 34:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 “Kana zviri zvenyu imi danga rangu, zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai, ini ndichatonga pakati pehwai nehwai napakati pehondohwe nezvikotora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana muri’mi ɓoka raŋgu, — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — tarirai ndinotoŋga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobge nenhoŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Kana murimi boka rangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha tarirai ndinotonga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobwe nenhongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Kana zviri zvenyu imi danga rangu, zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai, ini ndichatonga pakati pehwai nehwai napakati pehondohwe nezvikotora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Asi kana murimi, boka rangu, zvanzi naIshe Jehovha: Ndichatonga pakati pegwai nerimwe gwai, uye pakati pamakondobwe nembudzi. Viz kapitola |