Ezekieri 33:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Tarisa uone, iwe wakaita somunhu anoimba dzimbo dzorudo nezwi rakanakisa uchiridza chaunoridza. Nokuti vanonzwa zvaunotaura asi havazviiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino tarira, iwe wakaita kwaʋari sorwiyo rworuɗo runoimbga nounenzwi rinofadza, unogona kuridza mbira kwaɀo, nokuti ʋanonzwa mashoko ako, asi haʋaaiti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 “Zvino tarira, iwe wakaita kwavari somunhu anovaimbira sorwiyo rworudo runoimbwa nounezwi rinofadza, unogona kuridza mbira kwazvo, nokuti vanonzwa mashoko ako, asi havaaiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Tarisa uone, iwe wakaita somunhu anoimba dzimbo dzorudo nezwi rakanakisa uchiridza chaunoridza. Nokuti vanonzwa zvaunotaura asi havazviiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Zvirokwazvo, iwe wakaita somunhu anoimba rwiyo rworudo kwavari nezwi rakaisvonaka uye achiridza chiridzwa zvakanaka, nokuti vanonzwa mashoko ako asi havaaiti. Viz kapitola |