Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi, pandinenge ndaita kuti nyika iyoyi ive renje risina chinhu pamusana pezvose zvandisingadi zvavakaita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndaita nyika ɗoŋgo necishamiso, nokuɗa kweɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀose ɀaʋakaita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaita nyika dongo nechishamiso, nokuda kwezvinonyangadza zvavo zvose zvavakaita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi, pandinenge ndaita kuti nyika iyoyi ive renje risina chinhu pamusana pezvose zvandisingadi zvavakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichashandura nyika ikava dongo rakaparadzwa nokuda kwezvinonyangadza zvavakaita.’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy