Ezekieri 33:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Ndichaita kuti nyika ive renje risina chinhu, kuzvikudza kwavo nesimba zvipere. Makomo eIsiraeri achava renje zvokuti hapana anozopfuura nomo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nyika ndicaiita ɗoŋgo necishamiso, kuɀikudza kwayo pamsoro pesimba rayo kucapera, namakomo aʋaIsraeri acaitwa matoŋgo, kuti kurege kuzoʋa nomunhu unopfuʋura napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nyika ndichaiita dongo nechishamiso, kuzvikudza kwayo pamusoro pesimba rayo kuchapera, namakomo avaIsiraeri achaitwa matongo, kuti kurege kuzova nomunhu unopfuura napo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ndichaita kuti nyika ive renje risina chinhu, kuzvikudza kwavo nesimba zvipere. Makomo eIsiraeri achava renje zvokuti hapana anozopfuura nomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nyika ndichaiita dongo rakaparadzwa, uye simba rokuzvikudza kwayo richasvika kumagumo, uye makomo aIsraeri achaparadzwa zvokuti hakuna achaadarika. Viz kapitola |