Ezekieri 33:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 “Iwe Mwanakoamana womunhu, vagari venzvimbo idzi dzave matongo munyika yeIsiraeri vanoramba vachiti, ‘Abhurahamu aingova munhu mumwechete asi nyika iyi yaiva yake. Asi isu takatowanda, saka nyika yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mŋanakomana womunhu, ʋanhu ʋagere panɀimbo idzo dzakaparadzwa panyika yaIsraeri, ʋanotaura ʋaciti: Abrahama wakaŋga ari mumŋe cete, akagara nhaka yenyika; asi isu tiri ʋazhinji, nyika yapiwe’su iʋe nhaka yeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Mwanakomana womunhu, vanhu vagere panzvimbo idzo dzakaparadzwa munyika yaIsiraeri, vanotaura vachiti, ‘Abhurahamu akanga ari mumwechete, akagara nhaka yenyika; asi isu tiri vazhinji, nyika yapiwesu ivo nhaka yedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Iwe Mwanakoamana womunhu, vagari venzvimbo idzi dzave matongo munyika yeIsiraeri vanoramba vachiti, ‘Abhurahamu aingova munhu mumwechete asi nyika iyi yaiva yake. Asi isu takatowanda, saka nyika yakapiwa kwatiri kuti ive yedu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Mwanakomana womunhu, vanhu vanogara mumatongo ayo munyika yaIsraeri vari kuti, ‘Abhurahama akanga ari munhu mumwe chete, asi akatora nyika. Asi isu tiri vazhinji; zvirokwazvo nyika yakapiwa kwatiri senhaka yedu.’ Viz kapitola |