Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Iwe mwanakomana womunhu, taurira vanhu vokwako uti kwavari, ‘Ini ndikauisa hondo yebakatwa munyika, ivo vanhu vakatora munhu pakati pavo vakamuita nharirire.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mŋanakomana womunhu, taura naʋana ʋaʋanhu ʋako, uti kwaʋari: Kana ndiciʋuyisa munondo panyika, ʋanhu ʋenyika ʋakaɀitsaurira munhu pakati paʋo, ʋakamuita nharirire yaʋo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Mwanakomana womunhu, taura navana vavanhu vako, uti kwavari, ‘Kana ndichiisa munondo panyika, vanhu venyika iyoyo vakazvitsaurira munhu pakati pavo, vakamuita nharirire yavo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iwe mwanakomana womunhu, taurira vanhu vokwako uti kwavari, ‘Ini ndikauisa hondo yebakatwa munyika, ivo vanhu vakatora munhu pakati pavo vakamuita nharirire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Mwanakomana womunhu, taura kuvanhu venyika yako uti kwavari: ‘Kana ndikauyisa munondo pamusoro penyika, uye vanhu venyika iyo vakasarudza mumwe wavo vakamuita nharirire yavo,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy