Ezekieri 33:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana mururami akapinduka paururami hwake oita zvakaipa, achafa pamusana paizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana wakarurama akatsauka pakururama kwake, akaita ɀakaipa, ucafa nokuɗa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Kana akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, achafa nokuda kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana mururami akapinduka paururami hwake oita zvakaipa, achafa pamusana paizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana munhu akarurama akatsauka pakururama kwake, akaita zvakaipa, achafa nokuda kwazvo. Viz kapitola |