Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kunyange ndikati kumunhu wakarurama achararama, zvino iye wovimba noururami hwake wondotadza zvake, hapana zvakarurama zvaakaita zvinozomborangarirwa. Achafa muuipi hwaanenge aita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kana ndiciti kunowakarurama, kuti ɀirokwaɀo ucararama, kana akaʋimba nokururama kwake, akaita ɀakaipa, hakuna‐ɓasa rimŋe rake rakarurama ricaraŋgarirwa; asi nokuɗa kweɀakaipa ɀake ɀaakaita, ucafa nokuɗa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Kana ndichiti kunowakarurama, kuti zvirokwazvo achararama, kana akavimba nokururama kwake, akaita zvakaipa, hakuna basa rimwe rake rakarurama richarangarirwa; asi nokuda kwezvakaipa zvake zvaakaita, achafa nokuda kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kunyange ndikati kumunhu wakarurama achararama, zvino iye wovimba noururami hwake wondotadza zvake, hapana zvakarurama zvaakaita zvinozomborangarirwa. Achafa muuipi hwaanenge aita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kana ndikaudza munhu akarurama kuti achafa zvirokwazvo, asi zvino iye ovimba nokururama kwake, ndokuita zvakaipa, hakuna zvinhu zvakarurama zvaakaita kare zvicharangarirwa; achafa nokuda kwezvakaipa zvaakaita.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy