Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 33:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Iwe mwanakomana womunhu taurira imba yokwaIsiraeri kuti, ‘Imi makati kukanganisa kwedu nezvitadzo zvedu zviri patiri, takagara nazvo. Torarama sei?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino iwe, mŋanakomana womunhu, uti kuimba yaIsraeri: Imi munotaura, muciti: Ɀirokwaɀo, kuɗarika kweɗu neɀiʋi ɀeɗu ɀiri pamsoro peɗu, tinopera nokuɗa kwaɀo; ɀino ticararama seiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino iwe, Mwanakomana womunhu, uti kuimba yaIsiraeri, “Imi munotaura, muchiti, ‘Zvirokwazvo, kudarika kwedu nezvivi zvedu zviri pamusoro pedu, tinopera nokuda kwazvo; zvino tichararama seiko?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Iwe mwanakomana womunhu taurira imba yokwaIsiraeri kuti, ‘Imi makati kukanganisa kwedu nezvitadzo zvedu zviri patiri, takagara nazvo. Torarama sei?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Mwanakomana womunhu, uti kuimba yaIsraeri, ‘Izvi ndizvo zvamunoreva muchiti, “Kutadza kwedu nezvivi zvedu zvinotiremera, uye tapera nokuda kwazvo. Zvino tingararama seiko?” ’

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 33:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy