Ezekieri 32:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicaʋodza ʋo mŋoyo yamarudzi mazhinji aʋanhu, kana ndiciȿitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakaŋga usiŋgaziʋi iwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndichawodzawo mwoyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndichatambudza mwoyo yavanhu vazhinji, pandichauyisa kuparadzwa kwako pakati pendudzi, pakati penyika dzausina kumboziva. Viz kapitola |