Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 32:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 ndichakutii pasi yacha, ndichakukandai pachena zvapo. Ndichaita kuti shiri dzose dzedenga dzimhare pamusoro pako; zvikara zvapasi pose zvizvimbirwe nokudya iwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndicakusiya panyika, ndicakurashira kusaŋgo pakacena, ndicamharisa shiri dzose dzokuɗeŋga pamsoro pako, ndicagutisa ɀikara ɀenyika dzose newe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ndichakusiya panyika, ndichakurasira kusango pakachena, ndichamharisa shiri dzose dzokudenga pamusoro pako, ndichagutisa zvikara zvenyika dzose newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 ndichakutii pasi yacha, ndichakukandai pachena zvapo. Ndichaita kuti shiri dzose dzedenga dzimhare pamusoro pako; zvikara zvapasi pose zvizvimbirwe nokudya iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndichakukanda panyika ndichakurasira pamhene. Ndichamharisa shiri dzose dzedenga pamusoro pako, uye zvikara zvose zvomunyika zvichagutswa newe.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 32:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy