Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 32:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 “Machinda okuchamhembe variko vose nevekuSidhoni vakadzika pamwechete vachinyara navakauraiwa pamusana pokutyisidzira kwavakaita nokuda kwesimba ravo. Vakaradzikwa vasina kudzingiswa vari pamwechete navakauraiwa nebakatwa rehondo. Vakanyara pamwechete navanhu vanoenda kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Macinda okurutiʋi rwokumsoro ari’po, iwo ose, naʋaSidoni ʋose ʋakaɓurukira pasi pamŋe cete naʋakaʋurawa; ʋakanyadziswa nokuɗa kwokutyisa kwakabva pasimba raʋo, ʋaʋete, ʋasina‐kudziŋgiswa, pamŋe cete naʋakaʋurawa nomunondo, ʋanemhoȿa yeɀinonyadzisa ɀaʋo pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 “Machinda okurutivi rwokumusoro aripo, iwo ose, navaSidhoni vose vakaburukira pasi pamwechete navakaurayiwa; vakanyadziswa nokuda kwokutyisa kwakabva pasimba ravo, vavete, vasina kudzingiswa, pamwechete navakaurawa nomunondo, vane mhosva yezvinonyadzisa zvavo pamwechete navanoburukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Machinda okuchamhembe variko vose nevekuSidhoni vakadzika pamwechete vachinyara navakauraiwa pamusana pokutyisidzira kwavakaita nokuda kwesimba ravo. Vakaradzikwa vasina kudzingiswa vari pamwechete navakauraiwa nebakatwa rehondo. Vakanyara pamwechete navanhu vanoenda kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 “Machinda ose okumusoro navaSidhoni variko; vakadzika navakaurayiwa mukunyadziswa kunyange simba ravo raityisa. Vakavata vasina kudzingiswa pamwe chete navakaurayiwa nomunondo vakatakura kunyadziswa kwavo pamwe chete navaya vanoburukira kugomba.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 32:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy