Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 32:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Ndichakukanda mambure avanhu vakawanda ivo vachakukwevai mumambure angu okukukudza,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀanzi naShe Jehova: Ndicakanda mumbure waŋgu pamsoro pako neɓoka raʋanhu ʋazhinji, iʋo ʋacakuɓata nomumbure waŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ndichakanda mumbure wangu pamusoro pako neboka ravanhu vazhinji, ivo vachakubata nomumbure wangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvanzi naTenzi Mwari, ‘Ndichakukanda mambure avanhu vakawanda ivo vachakukwevai mumambure angu okukukudza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Neboka ravanhu vazhinji ndichakanda mambure angu pamusoro pako, uye vachakukweva mumumbure wangu.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 32:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy