Ezekieri 32:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 Vana makuva akaitwa kwokupedzesera chaiko kwegomba uye gungano rayo rakatokomberedza makuva ayo. Vose vakafa vakaurayiwa nehondo yebakatwa iyo yaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 marinda aro akaiswa kumiceto yegomba, ɓoka raro rakakomberedza rinda raro; ʋose ʋakaʋurawa, ʋakawiswa pasi nomunondo, iʋo ʋaityisa panyika yaʋapenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 marinda aro akaiswa kumicheto yegomba, boka raro rakakomberedza rinda raro; vose vakaurawa, vakawiswa pasi nomunondo, ivo vaityisa munyika yavapenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vana makuva akaitwa kwokupedzesera chaiko kwegomba uye gungano rayo rakatokomberedza makuva ayo. Vose vakafa vakaurayiwa nehondo yebakatwa iyo yaimbozezesa vanhu nokutya munyika yavapenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Makuva ayo ari pasi pasi mugomba uye hondo yayo ivete yakakomberedza rinda rayo. Vose vakanga vaparadzira kutya munyika yavapenyu vakaurayiwa vakafa nomunondo. Viz kapitola |