Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nzizi dzavo ndichidziita kuti dzierere samafuta. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo ndicacenesa mvura yaʋo, nokuyeredza nzizi dzaʋo samafuta — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nokuyeredza nzizi dzavo samafuta, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ipapo ndichachenesa mvura yavo, nzizi dzavo ndichidziita kuti dzierere samafuta. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo ndichaita kuti mvura yavo igadzikane, uye ndichaita kuti hova dzayo dziyerere samafuta, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 32:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy