Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 31:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Naizvozvo iwo wakachiti dzu-u kureba pamusoro pemiti yose yesango. Mapazi awo akava makuru, matavi awo akareba pamusana pemvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Naiɀoɀo wakakura kupfuʋura miti yose yokusaŋgo, mataʋi awo akawanda, ʋutaʋi bgawo ʋukareɓa nemvura zhinji, neŋguʋa yokumera kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Naizvozvo muti uyu wakakura kupfuura miti yose yesango, matavi awo akawanda, uye matavi awo akareba nemvura zhinji, nenguva yokumera kwawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Naizvozvo iwo wakachiti dzu-u kureba pamusoro pemiti yose yesango. Mapazi awo akava makuru, matavi awo akareba pamusana pemvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Saka wakareba kwazvo kupfuura miti yose yesango, mativi awo akawanda uye matavi awo akareba, achitandavara nokuda kwemvura zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 31:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy