Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 31:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Mŋanakomana womunhu, iti kunaFarao mambo weEgipita, nokuʋanhu ʋake ʋazhinji: Iwe wakafanana nani paʋukuru bgako?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weIjipiti, nokuvanhu vake vazhinji, ‘Iwe wakafanana nani paukuru hwako?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Mwanakomana womunhu iti kuna Farao mambo weIjipiti nokuhuzhinji hwenyika yeIjipiti: “Ndiani waungafananidzwe naye chaizvo paukuru hwako?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Mwanakomana womunhu, uti kuna Faro mambo weIjipiti navanhu vake vose: “ ‘Ndianiko angaenzaniswa nemi paushe?

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 31:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy