Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 31:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Naizvozvo, zvanzi naTenzi Mwari, ‘Pamusana pokuti wakarebaka iwe kuita nhungamakore chaiyo mukati megwindingwi resango ukava nomwoyo wokuzvikudza nourefu hwako ihwohwo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Ɀawakakura ɀikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mŋoyo wake ukaɀikudza nokuɗa kwokureɓa kwake,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvawakakura zvikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, mwoyo wake ukazvikudza nokuda kwokureba kwake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Naizvozvo, zvanzi naTenzi Mwari, ‘Pamusana pokuti wakarebaka iwe kuita nhungamakore chaiyo mukati megwindingwi resango ukava nomwoyo wokuzvikudza nourefu hwako ihwohwo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti wakanga wakareba kwazvo, uchisimudzira manhengenya awo pamatavi akapfumvutira, uye nemhaka yokuti wakazvikudza nokuda kwokureba kwawo,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 31:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy