Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 30:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvanzi naTenzi Mwari, “Vanotsigira Ijipiti vachaputsika kuzvikudza kwayo nesimba kuchaderera kubvira kuMigidhori kusvikira kuAswani vachati nebakatwa rakata mukati mayo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀanzi naJehova: Naiʋo ʋanotsigira Egipita ʋacaparadzwa; kuɀikudza kwesimba rayo kucaɗerera; ʋacaparadzwa’mo nomunondo kubva paMigdori kuȿikira paSevene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvanzi naJehovha, “Naivo vanotsigira Ijipiti vachaparadzwa; kuzvikudza kwesimba rayo kuchaderera; vachaparadzwamo nomunondo kubva paMigidhori kusvikira paSevhene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvanzi naTenzi Mwari, “Vanotsigira Ijipiti vachaputsika kuzvikudza kwayo nesimba kuchaderera kubvira kuMigidhori kusvikira kuAswani vachati nebakatwa rakata mukati mayo. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “ ‘Zvanzi naJehovha: “ ‘Vanotsigira Ijipiti vachawa uye simba rainozvikudza naro richapera. Kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, vachaurayiwa nomunondo mukati pake, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 30:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy