Ezekieri 30:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari chiona ndanangana naFarao mambo weIjipiti. Ndichatyora maoko ake ose ari maviri, rwakasimba nerwakambotyoka rwuya. Uye ndichamukandisa pasi bakatwa riri muruoko rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ndinemhaka naFarao mambo weEgipita, ndicavuna maʋoko ake, irwo runesimba norumŋe rwakavunika; ndicawisa pasi munondo uri paruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndine mhaka naFarao mambo weIjipiti, ndichavhuna maoko ake, irwo rune simba norumwe rwakavhunika; ndichawisa pasi munondo uri paruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari chiona ndanangana naFarao mambo weIjipiti. Ndichatyora maoko ake ose ari maviri, rwakasimba nerwakambotyoka rwuya. Uye ndichamukandisa pasi bakatwa riri muruoko rwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka naFaro mambo weIjipiti. Ndichavhuna maoko ake ose ari maviri, ruoko rwakanaka norwakavhunika, ndigoita kuti munondo uwe kubva muruoko rwake. Viz kapitola |