Ezekieri 30:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 “Mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi Mwari: “Daidzira uchiti, ‘Hero zuva riya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋanakomana womunhu, profita, uti: Ɀanzi naShe Jehova: Wuŋgudzai! Haiwa, zuʋa rakaipa sei! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Mwanakomana womunhu, porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ungudzai! Aiwa, zuva rakaipa sei!’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Mwanakomana womunhu porofita uti zvanzi naTenzi Mwari: “Daidzira uchiti, ‘Hero zuva riya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “ ‘Ungudza uti, “Haiwa, zuva iro!” Viz kapitola |