Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndizvo zvandichaita kuIjipiti pandichaigadza dare. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Saiɀoɀo ndicaita ɀandakatoŋga pamsoro peEgipita; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Saizvozvo ndichaita zvandakatonga pamusoro peIjipiti; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndizvo zvandichaita kuIjipiti pandichaigadza dare. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Saka ndicharanga Ijipiti, uye vachaziva kuti ndini Jehovha.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy