Ezekieri 30:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Majaya okuOni nokuPibheseti vacharakatiswa nebakatwa vanhukadzi vachaenda kuutapwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Majaya eAveni neePibeseti acaʋurawa nomunondo, maguta awa acatapxa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Majaya eAvheni neePibhesheti achaurawa nomunondo, maguta awa achatapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Majaya okuOni nokuPibheseti vacharakatiswa nebakatwa vanhukadzi vachaenda kuutapwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Majaya okuHerioporisi neokuBhubhastisi achaurayiwa nomunondo, uye maguta achatapwa. Viz kapitola |