Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ipapo ndichaomesa rwizi rweNairi, nyika yacho ndoitengesa mumaoko avanhu vakaipa. Ndichaita kuti nyika iyoyo iparadzwe navatorwa pamwechete nezvinhu zvose zvirimo ini Tenzi ndini ndataura.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndicapxisa mvura yenzizi, nokuteŋgesa nyika mumaʋoko aʋanhu ʋakaipa; nyika ndicaiita ɗoŋgo, neɀose ɀiri’mo, noruʋoko rwaʋatorwa; ini Jehova, ndakataura iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndichapwisa mvura yenzizi, nokutengesa nyika mumaoko avanhu vakaipa; nyika ndichaiita dongo, nezvose zvirimo, noruoko rwavatorwa; ini Jehovha, ndakataura izvozvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ipapo ndichaomesa rwizi rweNairi, nyika yacho ndoitengesa mumaoko avanhu vakaipa. Ndichaita kuti nyika iyoyo iparadzwe navatorwa pamwechete nezvinhu zvose zvirimo ini Tenzi ndini ndataura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichaomesa hova dzeNairi, uye ndichatengesa nyika kuvanhu vakaipa; namaoko avatorwa ndichaparadza nyika nezvose zviri mairi. Ini Jehovha ndazvitaura.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy