Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 30:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iye naʋanhu ʋake ʋaanaʋo, ʋanotyisa ɀikuru pakati pamarudzi, ʋacaʋuyiswa’mo kuzoparadza nyika; ʋacavomorera Egipita minondo yaʋo, nokuzadza nyika naʋakaʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 “Iye navanhu vake vaanavo, vanotyisa zvikuru pakati pamarudzi, vachauyiswamo kuzoparadza nyika; vachavhomorera Ijipiti minondo yavo, nokuzadza nyika navakaurawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Iye pamwechete navarwi vake vanachazezesa vacho kumarudzi avanhu vachaunzwamo kuzoparadza nyika iyoyo. Vachaburitsira Ijipiti mapakatwa avo vagozadza nyika yacho navanhu vanenge vaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi, achauyiswa kuti azoparadza nyika. Vachavhomora minondo yavo kuti varwise Ijipiti, uye vachazadza nyika navakaurayiwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 30:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy