Ezekieri 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi imba yokwaIsiraeri haikunzwi nokuti havadi kunditeerera nokuti imba yose yokwaIsiraeri yakaoma musoro, indambakuudzwa dzavanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi imba yaIsraeri icaramba kukunzwa, nokuti haʋaɗi kundinzwa ini, nokuti imba yose yaIsraeri ʋanehuma dzakawoma, nemŋoyo mikukutu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi imba yaIsiraeri icharamba kukunzwa, nokuti havadi kundinzwa ini, nokuti imba yose yaIsiraeri vane huma dzakaoma, nomwoyo mikukutu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi imba yokwaIsiraeri haikunzwi nokuti havadi kunditeerera nokuti imba yose yokwaIsiraeri yakaoma musoro, indambakuudzwa dzavanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi imba yaIsraeri haidi kukuteerera nokuti haidi kunditeerera, nokuti imba yose yaIsraeri yakaomeswa mwoyo uye yakavangarara. Viz kapitola |