Ezekieri 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 kusiri kumarudzi mazhinji anotaura chirudzi, kana mumwe mutauro wakaoma una mazwi ausingagoni kunzwisisa. Kuri kuti chaizvoizvo ndakutuma kuvanhu vakaita saivavo vaikunzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 hautumŋi kumarudzi mazhinji anomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, ʋausiŋgagoni kunzwisisa mashoko aʋo. Ɀirokwaɀo, ɗai ndaikutuma kwaʋari ʋaŋgaɗai ʋaikunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 hautumwi kumarudzi mazhinji anomutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, vausingagoni kunzwisisa mashoko avo. Zvirokwazvo, dai ndaikutuma kwavari vangadai vaikunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kusiri kumarudzi mazhinji anotaura chirudzi, kana mumwe mutauro wakaoma una mazwi ausingagoni kunzwisisa. Kuri kuti chaizvoizvo ndakutuma kuvanhu vakaita saivavo vaikunzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kwete kumarudzi mazhinji vane mitauro isinganzwisisiki norurimi rwakagozha, vana mashoko ausingagoni kunzwisisa. Zvirokwazvo dai ndakanga ndakutuma kwavari, vangadai vakakunzwa. Viz kapitola |