Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsraeri, utaure kwaʋari mashoko aŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chienda zvino kuimba yaIsraeri undotaura mashoko angu kwavari.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy