Ezekieri 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi Mweya akapinda mandiri akandimisa namakumbo akataura neni achiti, “Chienda undozvipfigira mumba mako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo Mŋeya wakapinda mandiri, akandimisa namakumbo aŋgu, akataura neni, akati kwandiri: Enda, undoɀipfigira mumba mako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo Mweya akapinda mandiri, akandimisa namakumbo angu, akataura neni, akati kwandiri, “Enda, undozvipfigira mumba mako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi Mweya akapinda mandiri akandimisa namakumbo akataura neni achiti, “Chienda undozvipfigira mumba mako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Mweya wakapinda mandiri ukandisimudza netsoka dzangu. Akataura kwandiri akati, “Enda undozvipfigira mumba mako. Viz kapitola |