Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ndakaȿika kunaʋaiʋa pakutapxa paTeri‐abibi, ʋakaŋga ʋagere parwizi rwaKebari, ipapo paʋakaŋga ʋagere; ini ndikagara’po pakati paʋo mazuʋa manomŋe ndicishaiwa mashoko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino ndakasvika kuna vaiva mukutapwa paTeriabhibhi, vakanga vagere parwizi rwaKebhari, ipapo pavakanga vagere; ini ndikagarapo pakati pavo mazuva manomwe ndichishayiwa mashoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ndakasvika kuna vakatapwa vaigara kuTera Abhibhi pedyo noRwizi rweKebhari. Zvino ipapo pavaigara, ndakagara pakati pavo kwamazuva manomwe, ndichishayiwa mashoko.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy