Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ipapo Mweya wakandisumudza, ndikabva ndanzwa mushure mangu kudhiriridza kukuru kwokundengendeka zvichinzi, “Mbiri yaMwari ngairumbidzwe munzvimbo yake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwaŋgu mubvumo wokuwuŋga kukuru, ɀiciti: Kubginya kwaJehova ŋgakurumbidzwe panɀimbo yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo Mweya akandisimudza, ndikanzwa shure kwangu mubvumo wokuunga kukuru, zvichiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe panzvimbo yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ipapo Mweya wakandisumudza, ndikabva ndanzwa mushure mangu kudhiriridza kukuru kwokundengendeka zvichinzi, “Mbiri yaMwari ngairumbidzwe munzvimbo yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ipapo mweya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwangu inzwi rokuunga kukuru richiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe munzvimbo yaanogara!”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy