Ezekieri 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 ugoenda kunhapwa kuvanhu vokwako undovati ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari kunyange vakanzwa kana zvavo vakaramba kunzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Famba, uende kunaʋari pakutapxa, kuʋana ʋaʋanhu ʋako, utaure naʋo, uʋaʋudze, uti: Ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, ‘Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 ugoenda kunhapwa kuvanhu vokwako undovati ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari kunyange vakanzwa kana zvavo vakaramba kunzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Chienda zvino kuvanhu venyika yako vari muutapwa undotaura kwavari. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha,’ kunyange vakateerera kana vakaramba kuteerera.” Viz kapitola |