Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Wakati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mashoko aŋgu ose andicataura kwauri, uagamucire mumŋoyo mako, uanzwe nenzeʋe dzako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichataura kwauri, uagamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Uyezve akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu, mashoko angu ose andichakutaurira agamuchire mumwoyo mako, uanzwe nenzeve dzako,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nditeererese uye uise mashoko ose andinotaura mumwoyo mako.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy