Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 29:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ndamupa nyika yeIjipiti somuripo wake waakashandira nokuti vakandishandira.’ Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ndakamupa iye nyika yeEgipita, uʋe muripo wake weɀaakaɓatira, nokuti ʋakandiɓatira ini — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Ndakamupa iye nyika yeIjipiti, uve muripo wake wezvaakabatira, nokuti vakandibatira ini,’ ” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndamupa nyika yeIjipiti somuripo wake waakashandira nokuti vakandishandira.’ Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Ndakamupa Ijipiti somubayiro wokushingaira kwake nokuti iye nehondo yake vakandibatira ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 29:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy