Ezekieri 29:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwai, ndava kupa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhireza, mambo weBhabhironi; achatakura upfumi hwayo; achaitora nokuipamba. Ndiwo uchava muripo wamasoja avo iwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, nyika yeEgipita ndicaipa Nebukadrezari mambo weBabironi; iye ucatapa ʋanhu ʋayo ʋazhinji, nokutora ɀaacapamba, nokutora ɀaacatapa; ndiɀo ɀicaʋa muɓairo wehondo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, nyika yeIjipiti ndichaipa Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi; iye uchatapa vanhu vayo vazhinji, nokutora zvaachapamba, nokutora zvaachatapa; ndizvo zvichava mubayiro wehondo yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, ‘Chinzwai, ndava kupa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhireza, mambo weBhabhironi; achatakura upfumi hwayo; achaitora nokuipamba. Ndiwo uchava muripo wamasoja avo iwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndiri kuzopa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, uye iye achatapa pfuma yayo. Achapamba nokutora nyika somuripo wehondo yake. Viz kapitola |