Ezekieri 29:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 ndicadzosa ɀe kutapxa kweEgipita, ndicaʋadzosera ɀe kunyika yePatrosi, kunyika kwaʋakaɓerekerwa; ʋacaʋa’po ʋushe bgakaɀidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 ndichadzosazve kutapwa kweIjipiti, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Uye ndichadzosera Ijipiti makomborero ayo, ndigovadzosera kudunhu rePatirosi, dunhu ravo kwavakabva. Ikoko vachava noumambo zvawo husina mukurumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndichavadzosa kubva kuutapwa ndigovadzosera kunyika yePatirosi, nyika yamadzitateguru avo. Vachava ushe hwakazvidzwa ikoko. Viz kapitola |