Ezekieri 29:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 “Nokuti zvanzi naTenzi Mwari, mushure memakore makumi mana acho, ndichakokorodza vaIjipiti kubva kuvanhu kwavanenge vambopararira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ɀanzi naShe Jehova: Kana makore makumi manna apera, ndicaʋuŋganidza ʋaEgipita kumarudzi aʋanhu kwandakaŋga ndaʋaparadzira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti zvanzi naIshe Jehovha, “Kana makore makumi mana apera, ndichaunganidza vaIjipiti kumarudzi avanhu kwandakanga ndavaparadzira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Nokuti zvanzi naTenzi Mwari, mushure memakore makumi mana acho, ndichakokorodza vaIjipiti kubva kuvanhu kwavanenge vambopararira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Asi zvanzi naIshe Jehovha: Mushure mamakore makumi mana ndichaunganidza vaIjipita kubva kundudzi dzandakanga ndavadzingira. Viz kapitola |