Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 29:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive renje mukati medzimwe nyika uye maguta ayo achiva matongo mukati memamwe maguta akava matongo kwamakore makumi mana. Ndichaparadzira vaIjipiti mukati memarudzi ndichivati mwarara nedzinyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nyika yeEgipita ndicaiita ɗoŋgo pakati penyika dzakaitwa matoŋgo, namaguta ayo acaitwa matoŋgo makore makumi manna pakati pamaguta akaitwa matoŋgo; ndicaparadzira ʋaEgipita pakati pamarudzi aʋanhu, nokuʋadziŋgira kunyika dzose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achaitwa matongo makore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo; ndichaparadzira vaIjipiti pakati pamarudzi avanhu, nokuvadzingira kunyika dzose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive renje mukati medzimwe nyika uye maguta ayo achiva matongo mukati memamwe maguta akava matongo kwamakore makumi mana. Ndichaparadzira vaIjipiti mukati memarudzi ndichivati mwarara nedzinyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta ayo achava matongo kwamakore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo. Uye ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi, ndichavadzingira kunyika zhinji.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 29:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy