Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 29:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Hakunomunhu ucapfuʋura napo norutsoka rwake, norutsoka rwecipfuwo haruŋgapfuʋuri napo, haiŋgagarwi naʋanhu makore makumi manna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hakuna munhu achatsika nomo norutsoka rwake kana tsiko haro remhuka richidimuradimura nomo. Ichagara kwamakore makumi mana isina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Hakuna rutsoka kana rwemhuka ruchapfuura nomo; hakuna achagaramo kwamakore makumi mana.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 29:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy