Ezekieri 29:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 naizvozvo chirega uone, ndanangana newe, ndananganawo notukova twako. Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive nyika pasina, ive renje zvaro kubvira kuMigidhori zvichikwira kudzamara kuAswani zvichaenda kusvikira pamuganhu weItiopia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 naiɀoɀo, tarira, ndinemhaka newe ʋuye nenzizi dzako, ndicaita nyika yeEgipita nɀimbo yakaparadzwa cose neɗoŋgo, kubva pashoŋgwe yeSevene kuȿikira pamuganho weEtiopia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 naizvozvo, tarira, ndine mhaka newe uye nenzizi dzako, ndichaita nyika yeIjipiti nzvimbo yakaparadzwa chose nedongo, kubva pashongwe yeSevhene kusvikira pamuganho weItiopia.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 naizvozvo chirega uone, ndanangana newe, ndananganawo notukova twako. Ndichaita kuti nyika yeIjipiti ive nyika pasina, ive renje zvaro kubvira kuMigidhori zvichikwira kudzamara kuAswani zvichaenda kusvikira pamuganhu weItiopia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 naizvozvo ndine mhaka newe nehova dzako, uye ndichaita kuti nyika yeIjipiti iparadzwe ive dongo kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, kundosvika kumuganhu weEtiopia. Viz kapitola |