Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 28:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Uchazoramboti ndiri mwari here pamberi pavanokuuraya, iwe uri munhu zvako usiri Mwari izvozvo uri mumaoko mavanokukuvadza?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ko uŋgazoreʋa pamberi pounokuʋuraya, uciti: Ndiri Mŋari? Asi uri munhu, hauzi Mŋari, muruʋoko rwaiye unokukuʋadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ko ungazoreva pamberi pounokuuraya, uchiti, ‘Ndini Mwari?’ Asi uri munhu, hauzi Mwari, muruoko rwaiye unokukuvadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Uchazoramboti ndiri mwari here pamberi pavanokuuraya, iwe uri munhu zvako usiri Mwari izvozvo uri mumaoko mavanokukuvadza?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo uchati here, “Ndiri mwari,” pamberi pavanokuuraya? Uchava munhu chete, kwete mwari, mumaoko aivo vanokuuraya.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 28:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy