Ezekieri 28:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 wakaɀiwanira fuma noʋucenjeri bgako ʋuye nokuziʋa kwako, ukaɀiwanira ndarama nesirveri muɀiʋigiro ɀefuma yako; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 wakazviwanira pfuma nohuchenjeri hwako uye nokuziva kwako, ukazviwanira ndarama nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 noungwaru hwako nokunzwisisa kwako wakazviwaniraka upfumi iwe ukazviunganidzira ndarama nesirivha munzvimbo dzako dzaunochengetera upfumi iwe; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Wakazviwanira pfuma nouchenjeri hwako nokunzwisisa kwako, uye wakazviunganidzira goridhe nesirivha muzvivigiro zvepfuma yako. Viz kapitola |