Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 28:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Ndinodaro nokuti ndichatumira denda kwariri nokudeuka kweropa mumigwagwa yaro. Vanenge vaurayiwa vachati rakata mukati maro nebakatwa rinenge rorirwisa kumativi ose zvawo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Nokuti ndicatuma hosha yakaipa mukati maro, neropa munzira dzaro; ʋakakuʋadzwa ʋacawira pasi mukati maro, kana munondo uciʋuya pamsoro paro kumatiʋi ose; ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Nokuti ndichatuma hosha yakaipa mukati maro, neropa munzira dzaro; vakakuvadzwa vachawira pasi mukati maro, kana munondo uchiuya pamusoro paro kumativi ose; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Ndinodaro nokuti ndichatumira denda kwariri nokudeuka kweropa mumigwagwa yaro. Vanenge vaurayiwa vachati rakata mukati maro nebakatwa rinenge rorirwisa kumativi ose zvawo. Ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ndichatuma denda pamusoro paro ndigoita kuti ropa riyerere munzira dzaro. Vakaurayiwa vachawa mariri, nomunondo uchirirwisa kumativi ose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 28:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy