Ezekieri 28:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokunyanyawo kwakanga kwaita kuipa kwako mukushaya kwako nduramo pamhindu dzako dzokutengeserana wakan'oresa Nzvimbo dzako Dzinoera. Naizvozvo ndakatungidza moto mukati mako ukakuroromesa ndikakuita madota zvawo ari pasi mumaziso mevose vaikuona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuwanda kweɀakaipa ɀako, nokusarurama kwokushambadzira kwako, wakamhura nɀimbo dzako tȿene; naiɀoɀo ndakaɓuɗisa mŋoto mukati mako; wakakupedza, ndikakushandura ukaʋa maɗota panyika pamberi paʋose ʋanokuʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuwanda kwezvakaipa zvako, nokusarurama kwokushambadzira kwako, wakamhura nzvimbo dzako tsvene; naizvozvo ndakabudisa moto mukati mako; wakakupedza, ndikakushandura ukava madota panyika pamberi pavose vanokuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokunyanyawo kwakanga kwaita kuipa kwako mukushaya kwako nduramo pamhindu dzako dzokutengeserana wakan'oresa Nzvimbo dzako Dzinoera. Naizvozvo ndakatungidza moto mukati mako ukakuroromesa ndikakuita madota zvawo ari pasi mumaziso mevose vaikuona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuda kwokuwanda kwezvivi zvako, uye nokubiridzira kwako mukushambadzira, wakazvidza nzvimbo dzako tsvene. Saka ndakaita kuti moto ubude kubva mauri, ukakuparadza, uye ndakakupisa kusvikira wava madota panyika, pamberi pavose vaikuona. Viz kapitola |