Ezekieri 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi iwe mwanakomana womunhu teerera zvandinokutaurira, usapanduke semba iyi yakapanduka, shama muromo wako udye chandinokupa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi iwe, mŋanakomana womunhu, terera ɀandinokuʋudza; usandimukira simba, seɀinondimukira imba iyo; shamisa muromo wako udye ɀandicakupa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Asi iwe, Mwanakomana womunhu, teerera zvandinokuudza; usandimukira simba, sezvinondimukira imba iyo; shamisa muromo wako udye zvandichakupa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi iwe mwanakomana womunhu teerera zvandinokutaurira, usapanduke semba iyi yakapanduka, shama muromo wako udye chandinokupa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi iwe, mwanakomana womunhu, teerera zvandinokuudza. Usandimukira sezvinoita imba iyo inondimukira; shama muromo wako udye zvandinokupa.” Viz kapitola |