Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 ‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino iʋo, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi (nokuti iʋo iimba inondimukira simba), ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari’po pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo iimba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 ‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Uye kunyange vakanzwa kana kuti vakaramba kunzwa, nokuti ivo imba inomukira, vachaziva kuti muprofita akanga ari pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 2:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy