Ezekieri 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Akaritambanudza pamberi pangu; raiva rakanyorwa seri neseri. Mariri makanga makanyorwa mazwi okuchema nokuungudza nokuyambira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 akaipetenura pamberi paŋgu; yakaŋga yakanyorwa mukati nokunze, makaŋga makanyorwa mariro, nokucema, nenhamo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 akaipetenura pamberi pangu; yakanga yakanyorwa mukati nokunze, makanga makanyorwa mariro, nokuchema, nenhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akaritambanudza pamberi pangu; raiva rakanyorwa seri neseri. Mariri makanga makanyorwa mazwi okuchema nokuungudza nokuyambira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 rakapetenurwa pamberi pangu. Rakanga rakanyorwa kumativi aro ose mashoko okuchema nokuungudza nenhamo. Viz kapitola |