Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 14:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Kana muporofita akanyengedzeka akataura shoko ini Tenzi ndini ndinenge ndarasisa muporofita iyeyo. Ipapo ndichazomutambanudzira ruoko rwangu ndigomuparadza pakati pavanhu vangu veIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino kana muprofita akanyeŋgerwa, akataura shoko, ini Jehova, ndini ndanyeŋgera muprofita uyo, ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu pamsoro pake, ndimuparadze pakati paʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Zvino kana muporofita akanyengerwa, akataura shoko, ini Jehovha, ndini ndanyengera muporofita uyo, ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pake, ndimuparadze pakati pavanhu vangu vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Kana muporofita akanyengedzeka akataura shoko ini Tenzi ndini ndinenge ndarasisa muporofita iyeyo. Ipapo ndichazomutambanudzira ruoko rwangu ndigomuparadza pakati pavanhu vangu veIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Uye kana muprofita akanyengerwa kuti ataure chiprofita, ini Jehovha ndini ndamunyengera, uye ndichatambanudza ruoko rwangu pamusoro pake ndigomuparadza pakati pavanhu veIsraeri.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 14:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy