Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Vachakunyaradza mwoyo pauchaona nzira dzavo nokuita kwavo ndipo pauchaziva kuti hapana chandakanga ndaita pasina chikonzero pazvinhu zvose zvandakaita mariri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Iʋo ʋacakunyaradzai, kana muciʋona nzira yaʋo neɀaʋanoita; ipapo mucaziʋa kuti handina‐kuita pasina ɀose ɀandakaita’mo — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Ivo vachakunyaradzai, kana muchiona nzira yavo nezvavanoita; ipapo muchaziva kuti handina kuita pasina zvose zvandakaitamo,” ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Vachakunyaradza mwoyo pauchaona nzira dzavo nokuita kwavo ndipo pauchaziva kuti hapana chandakanga ndaita pasina chikonzero pazvinhu zvose zvandakaita mariri” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Muchanyaradzwa pamunoona tsika dzavo namabasa avo, nokuti muchaziva kuti hapana chandakaita mariri pasina chikonzero, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 14:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy